Online Bible

- Advertisements -

Numeri 34:15 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

15 Vamadzinza iwaya maviri, nechikamu chepakati nepakati cherimwe dzinza vanenge vatowana kare nhaka yavo kumhiri kwaJorodhani kwakatarisana neJeriko kunobuda nezuva kumabvazuva.”

See the chapter Copy

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

15 marudzi awa maʋiri nehafu akapiwa nhaka yawo necemhiri kwaJoridani paJeriko, kumabvazuʋa kunoɓuɗa zuʋa nako.

See the chapter Copy

Shona Bible 1949 revised 2002

15 marudzi awa maviri nehafu akapiwa nhaka yawo nechemhiri kwaJorodhani paJeriko, kumabvazuva kunobuda zuva nako.”

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

15 Vamadzinza iwaya maviri, nechikamu chepakati nepakati cherimwe dzinza vanenge vatowana kare nhaka yavo kumhiri kwaJorodhani kwakatarisana neJeriko kunobuda nezuva kumabvazuva.”

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona

15 Vamadzinza iwaya maviri, nechikamu chepakati nepakati cherimwe dzinza vanenge vatowana kare nhaka yavo kumhiri kwaJorodhani kwakatarisana neJeriko kunobuda nezuva kumabvazuva.”

See the chapter Copy

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

15 Marudzi maviri aya nehafu vakagamuchira nhaka yavo kumabvazuva kweJorodhani reJeriko, kwakatarisana nokumabudazuva.”

See the chapter Copy

Numeri 34:15

Follow us:

Advertisements

Advertisements