Numeri 32:41 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika41 Jairi wedzinza raManase akandopamba misha yavo akaitumidza kuti misha yaJairi. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)41 Jairi, mŋanakomana waManase, akakunda misha yaro, akaitumidza Misha yaJairi. See the chapterShona Bible 1949 revised 200241 Jairi, mwanakomana waManase, akakunda misha yaro, akaitumidza Misha yaJairi. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika41 Jairi wedzinza raManase akandopamba misha yavo akaitumidza kuti misha yaJairi. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona41 Jairi wedzinza raManase akandopamba misha yavo akaitumidza kuti misha yaJairi. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi41 Jairi, chizvarwa chaManase, akakunda misha yaro akaitumidza kuti Havhoti Jairi. See the chapter |