Numeri 32:4 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika4 kunyika dziya dzakakundwa naTenzi tichizviona, kuna mafuro emombe akanaka kwazvo. Zvino isu varanda venyu tine mombe.” See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)4 Nyika dzakakundwa naJehova pamberi peʋuŋgano yaIsraeri, inyika yakafanira ɀipfuwo; ɀino isu ʋaranda ʋenyu, tineɀipfuwo. See the chapterShona Bible 1949 revised 20024 Nyika dzakakundwa naJehovha pamberi peungano yaIsiraeri, inyika yakafanira zvipfuwo; zvino isu varanda venyu, tine zvipfuwo.” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika4 kunyika dziya dzakakundwa naTenzi tichizviona, kuna mafuro emombe akanaka kwazvo. Zvino isu varanda venyu tine mombe.” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona4 kunyika dziya dzakakundwa naTenzi tichizviona, kuna mafuro emombe akanaka kwazvo. Zvino isu varanda venyu tine mombe.” See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi4 nyika yakakundwa naJehovha pamberi pavanhu vaIsraeri, yakanakira zvipfuwo, uye varanda venyu vane zvipfuwo.” See the chapter |