Numeri 32:33 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika33 Saka Mosesi akapa vedzinza rokwaGadhi nevedzinza rokwaRubheni nechikamu chapakati napakati chevedzinza raManase mwanakomana waJosefi, nyika yaSihoni mambo wavaAmori, nenyika yaOgu mambo wavaBhashani. Akavapa nyika iyoyo namaguta ayo ose nemiganho yacho, kunyange namaguta ose ari munharaunda macho. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)33 Ɀino Mosesi akaʋapa, iʋo ʋana ʋaGadi naʋana ʋaRubeni, nehafu yorudzi rwaManase, mŋanakomana waJosefa, ʋushe bgaSihoni, mambo waʋaAmori, noʋushe bgaOgi, mambo weBashani, nyika namaguta ayo nemiganho yayo, iwo maguta enyika yose yakapoteredza. See the chapterShona Bible 1949 revised 200233 Zvino Mosesi akavapa, ivo vana vaGadhi navana vaRubheni, nehafu yorudzi rwaManase, mwanakomana waJosefa, ushe hwaSihoni, mambo wavaAmori, noushe hwaOgi, mambo weBhashani, nyika namaguta ayo nemiganhu yayo, iwo maguta enyika yose yakapoteredza. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika33 Saka Mosesi akapa vedzinza rokwaGadhi nevedzinza rokwaRubheni nechikamu chapakati napakati chevedzinza raManase mwanakomana waJosefi, nyika yaSihoni mambo wavaAmori, nenyika yaOgu mambo wavaBhashani. Akavapa nyika iyoyo namaguta ayo ose nemiganho yacho, kunyange namaguta ose ari munharaunda macho. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona33 Saka Mosesi akapa vedzinza rokwaGadhi nevedzinza rokwaRubheni nechikamu chapakati napakati chevedzinza raManase mwanakomana waJosefi, nyika yaSihoni mambo wavaAmori, nenyika yaOgu mambo wavaBhashani. Akavapa nyika iyoyo namaguta ayo ose nemiganho yacho, kunyange namaguta ose ari munharaunda macho. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi33 Ipapo Mozisi akapa kuvaGadhi, navaRubheni nehafu yorudzi rwaManase, mwanakomana waJosefa, umambo hwaSihoni mambo wavaAmori noumambo hwaOgi mambo weBhashani, nyika yose namaguta ayo uye nenyika dzose dzakavapoteredza. See the chapter |