Numeri 32:15 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika15 Kana imi mukatsauka pakumutevera achavasiyazve murenje. Ndimi muchaparadzisa vanhu ivava.” See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)15 Nokuti kana mukatsauka pakumuteʋera, ucaʋasiya ɀe murenje; imi mucaparadza ʋanhu aʋa ʋose See the chapterShona Bible 1949 revised 200215 Nokuti kana mukatsauka pakumutevera, uchavasiyazve murenje; imi muchaparadza vanhu ava vose.” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika15 Kana imi mukatsauka pakumutevera achavasiyazve murenje. Ndimi muchaparadzisa vanhu ivava.” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona15 Kana imi mukatsauka pakumutevera achavasiyazve murenje. Ndimi muchaparadzisa vanhu ivava.” See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi15 Kana mukatsauka pakumutevera, achasiyazve vanhu ava vose murenje, uye imi ndimi muchauyisa kuparadzwa kwavo.” See the chapter |