Numeri 32:12 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika12 kunze kwaKarebhu chete mwanakomana waJefune muKenezi naJoshuwa mwanakomana waNuni nokuti vakatevera Tenzi nomwoyo wose.’ See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)12 asi Karebi, mŋanakomana waJefune, muKenizi, naJoshua, mŋanakomana waNuni, nokuti iʋo ʋakateʋera Jehova nomŋoyo wose. See the chapterShona Bible 1949 revised 200212 asi Karebhu, mwanakomana waJefune, muKenizi, naJoshua, mwanakomana waNuni, nokuti ivo vakatevera Jehovha nomwoyo wose.’ See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika12 kunze kwaKarebhu chete mwanakomana waJefune muKenezi naJoshuwa mwanakomana waNuni nokuti vakatevera Tenzi nomwoyo wose.’ See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona12 kunze kwaKarebhu chete mwanakomana waJefune muKenezi naJoshuwa mwanakomana waNuni nokuti vakatevera Tenzi nomwoyo wose.’ See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi12 hakuna mumwe wavo kunze kwaKarebhu mwanakomana waJefune muKenizi naJoshua mwanakomana waNuni nokuti vakatevera Jehovha nomwoyo wose.’ See the chapter |