Numeri 32:11 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika11 ‘Chokwadi hakuna mumwe wavarume vakabva kuIjipiti vane makore makumi maviri kana anopfuura iwayo vachaona nyika yandakapikira Abhurahamu naIsaki naJakobho nokuti havana kunditevera nomwoyo wose, See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)11 Ɀirokwaɀo, hakuŋgaʋi nomumŋe waʋarume ʋakaɓuɗa Egipita, unamakore makumi maʋiri nounopfuʋura, uŋgandoʋona nyika yandakapikira Abrahama naIsaka naJakobo, nokuti haʋana‐kunditeʋera nomŋoyo wose; See the chapterShona Bible 1949 revised 200211 ‘Zvirokwazvo, hakungavi nomumwe wavarume vakabuda Ijipiti, ana makore makumi maviri nounopfuura, ungandoona nyika yandakapikira Abhurahamu naIsaka naJakobho, nokuti havana kunditevera nomwoyo wose; See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika11 ‘Chokwadi hakuna mumwe wavarume vakabva kuIjipiti vane makore makumi maviri kana anopfuura iwayo vachaona nyika yandakapikira Abhurahamu naIsaki naJakobho nokuti havana kunditevera nomwoyo wose, See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona11 ‘Chokwadi hakuna mumwe wavarume vakabva kuIjipiti vane makore makumi maviri kana anopfuura iwayo vachaona nyika yandakapikira Abhurahamu naIsaki naJakobho nokuti havana kunditevera nomwoyo wose, See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi11 ‘Nokuda kwokuti havana kunditevera nomwoyo wose, hakuna mumwe wavo ane makore makumi maviri kana anodarika akabuda munyika yeIjipiti achaona nyika yandakanga ndavimbisa nemhiko kuna Abhurahama, Isaka naJakobho, See the chapter |