Online Bible

- Advertisements -

Numeri 32:1 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

1 Madzinza aRubheni naGadhi aiva nemombe dzakawanda kwazvo. Akaona nyika yeJazeri neyeGiriadhi dziri nyika dzina mafuro emombe,

See the chapter Copy

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

1 Ʋana ʋaRubeni naʋana ʋaGadi ʋakaŋga ʋaneɀipfuwo ɀizhinji kwaɀo; ɀino ʋakati ʋacitarira nyika yeJazeri nenyika yeGireadi, ʋakaʋona kuti inɀimbo yakafanira ɀipfuwo.

See the chapter Copy

Shona Bible 1949 revised 2002

1 Vana vaRubheni navana vaGadhi vakanga vane zvipfuwo zvizhinji kwazvo; zvino vakati vachitarira nyika yeJazeri nenyika yeGireadhi, vakaona kuti inzvimbo yakafanira zvipfuwo.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

1 Madzinza aRubheni naGadhi aiva nemombe dzakawanda kwazvo. Akaona nyika yeJazeri neyeGiriadhi dziri nyika dzina mafuro emombe,

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona

1 Madzinza aRubheni naGadhi aiva nemombe dzakawanda kwazvo. Akaona nyika yeJazeri neyeGiriadhi dziri nyika dzina mafuro emombe,

See the chapter Copy

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

1 VaRubheni navaGadhi, vakanga vane mombe zhinji uye namakwai akawanda kwazvo, vakaona nyika yaJazeri neGireadhi kuti yakanga yakanakira zvipfuwo.

See the chapter Copy

Numeri 32:1

Follow us:

Advertisements

Advertisements