Numeri 31:49 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika49 Vakati kuna Mosesi, “Changamire, isu varanda venyu takaverenga varwi vatinotungamirira tikaona kuti hakuna nomumwe wavo asipo. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)49 ʋakati kunaMosesi: Ʋaranda ʋenyu ʋakaʋereŋga ʋarume ʋehondo ʋanorairwa nesu; hakunomumŋe weɗu usi’po. See the chapterShona Bible 1949 revised 200249 vakati kuna Mosesi, “Varanda venyu vakaverenga varume vehondo vanorairwa nesu; hakuna mumwe wedu usipo. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika49 Vakati kuna Mosesi, “Changamire, isu varanda venyu takaverenga varwi vatinotungamirira tikaona kuti hakuna nomumwe wavo asipo. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona49 Vakati kuna Mosesi, “Changamire, isu varanda venyu takaverenga varwi vatinotungamirira tikaona kuti hakuna nomumwe wavo asipo. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi49 vakati kwaari, “Varanda venyu vaverenga varwi vari pasi pedu, hapana kana mumwe chete asipo. See the chapter |