Numeri 31:43 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika43 Saka mugove wakapiwa gungano rose waiti: mazana matatu ana makumi matatu ezviuru ane zviuru zvinomwe zvina mazana mashanu ehwai. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)43 (ɀino hafu yeʋuŋgano yaiʋa makwai aneɀuru ɀinamazana matatu namakumi matatu, neɀuru ɀinomŋe namazana mashanu, See the chapterShona Bible 1949 revised 200243 (zvino hafu yeungano yaiva makwai ane zviuru zvina mazana matatu namakumi matatu, nezviuru zvinomwe namazana mashanu, See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika43 Saka mugove wakapiwa gungano rose waiti: mazana matatu ana makumi matatu ezviuru ane zviuru zvinomwe zvina mazana mashanu ehwai. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona43 Saka mugove wakapiwa gungano rose waiti: mazana matatu ana makumi matatu ezviuru ane zviuru zvinomwe zvina mazana mashanu ehwai. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi43 hafu yeungano yaiva makwai zviuru mazana matatu namakumi matatu namanomwe, namazana mashanu, See the chapter |