Online Bible

- Advertisements -

Numeri 30:8 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

8 Asi kana murume wake akazvinzwa achibva amurambidza zuva rakarero, zvose zvaakapika nezvaakataura, asina kumbonyatsofunga hazvisisina maturo. Tenzi anobva amuregerera.

See the chapter Copy

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

8 Asi kana murume wake akamudziʋisa nomusi waanoɀinzwa nawo, ipapo iye unokonesa kupika kwake, kwaakaɀisuŋga nako, namashoko aakareʋa asina‐kuraŋgarira ɀakanaka, aakaɀisuŋga nawo; Jehova ucamukaŋganwira.

See the chapter Copy

Shona Bible 1949 revised 2002

8 Asi kana murume wake akamudzivisa nomusi waanozvinzwa nawo, ipapo iye anokonesa kupika kwake, kwaakazvisunga nako, namashoko aakareva asina kurangarira zvakanaka, aakazvisunga nawo; Jehovha achamukanganwira.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

8 Asi kana murume wake akazvinzwa achibva amurambidza zuva rakarero, zvose zvaakapika nezvaakataura, asina kumbonyatsofunga hazvisisina maturo. Tenzi anobva amuregerera.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona

8 Asi kana murume wake akazvinzwa achibva amurambidza zuva rakarero, zvose zvaakapika nezvaakataura, asina kumbonyatsofunga hazvisisina maturo. Tenzi anobva amuregerera.

See the chapter Copy

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

8 Asi kana murume wake amudzivisa paanenge anzwa nezvazvo, anokonesa mhiko iya inomusunga, kana vimbiso yaangazvisunga nayo, uye ipapo Jehovha achamusunungura.

See the chapter Copy

Numeri 30:8

Follow us:

Advertisements

Advertisements