Online Bible

- Advertisements -

Numeri 30:4 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

4 kana baba vake vakanzwa chitsidzo kana mhiko yake vasina chavanotaura nazvo, zvose zvaakatsidza nezvaakapika ngaazviite.

See the chapter Copy

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

4 ɓaɓa ʋake ʋakanzwa kupika kwake, nokuɀisuŋga kwaakaɀisuŋga nako, ɓaɓa ʋake ʋakamunyararira haʋo, ipapo kupika kwake kwose kucaʋa nesimba, nokusuŋga kwake kwose, kwaakaɀisuŋga nako, kucaʋa nesimba.

See the chapter Copy

Shona Bible 1949 revised 2002

4 baba vake vakanzwa kupika kwake, nokuzvisunga kwaakazvisunga nako, baba vake vakamunyararira havo, ipapo kupika kwake kwose kuchava nesimba, nokusunga kwake kwose, kwaakazvisunga nako, kuchava nesimba.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

4 kana baba vake vakanzwa chitsidzo kana mhiko yake vasina chavanotaura nazvo, zvose zvaakatsidza nezvaakapika ngaazviite.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona

4 kana baba vake vakanzwa chitsidzo kana mhiko yake vasina chavanotaura nazvo, zvose zvaakatsidza nezvaakapika ngaazviite.

See the chapter Copy

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

4 uye baba vake vakanzwa pamusoro pezvaapika, vakasataura chinhu kwaari, ipapo zvose zvaapika uye nezvose zvaazvisunga kupika zvichasimbiswa.

See the chapter Copy

Numeri 30:4

Follow us:

Advertisements

Advertisements