Numeri 30:15 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika15 Asi kana murume akazvinzwa, kukapera mazuva asina kumurambidza, mhosva yanga iri yomukadzi iyeyo ichava yomurume wake.” See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)15 Asi kana akazoɀikonesa kwaɀo, aɀinzwa hake, iye unofanira kuʋa nemhoȿa yake. See the chapterShona Bible 1949 revised 200215 Asi kana akazozvikonesa kwazvo, azvinzwa hake, iye anofanira kuva nemhosva yake.” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika15 Asi kana murume akazvinzwa, kukapera mazuva asina kumurambidza, mhosva yanga iri yomukadzi iyeyo ichava yomurume wake.” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona15 Asi kana murume akazvinzwa, kukapera mazuva asina kumurambidza, mhosva yanga iri yomukadzi iyeyo ichava yomurume wake.” See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi15 Kana zvakadaro, akazozvikonesa pane dzimwe nguva, mushure mokunge azvinzwa, ipapo iye achatakura mhosva yomukadzi wake.” See the chapter |