Numeri 3:49 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika49 Saka Mosesi akatora mari yakadzikinuriswa vaya vakanga vapfuuridza pauwandi hwavaRevhi. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)49 Mosesi akatora mari yokudzikinura kunaiʋo ʋakaŋga ʋakapfuʋura ʋakadzikinurwa naʋaRevi; See the chapterShona Bible 1949 revised 200249 Mosesi akatora mari yokudzikinura kuna ivo vakanga vakapfuura vakadzikinurwa navaRevhi; See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika49 Saka Mosesi akatora mari yakadzikinuriswa vaya vakanga vapfuuridza pauwandi hwavaRevhi. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona49 Saka Mosesi akatora mari yakadzikinuriswa vaya vakanga vapfuuridza pauwandi hwavaRevhi. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi49 Saka Mozisi akatora mari yedzikinuro kubva kuna vakanga vapfuurira uwandu hwavaya vakanga vadzikinurwa navaRevhi. See the chapter |