Numeri 3:45 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika45 “Zvino panzvimbo yamatangwe avaIsiraeri, nditsaurire vaRevhi. Panzvimbowo yamatangwe ezvipfuwo zvavo, nditsaurire matangwe ezvipfuwo zvavaRevhi. VaRevhi vachava vangu ini Tenzi. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)45 Tora ʋaRevi panɀimbo yamataŋgwe ose aʋana ʋaIsraeri, neŋombe dzaʋaRevi panɀimbo yeŋombe dzaʋo; nokuti ʋaRevi ndaʋaŋgu; ndini Jehova. See the chapterShona Bible 1949 revised 200245 “Tora vaRevhi panzvimbo yamatangwe ose avana vaIsiraeri, nemombe dzavaRevhi panzvimbo yemombe dzavo; nokuti vaRevhi ndavangu; ndini Jehovha. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika45 “Zvino panzvimbo yamatangwe avaIsiraeri, nditsaurire vaRevhi. Panzvimbowo yamatangwe ezvipfuwo zvavo, nditsaurire matangwe ezvipfuwo zvavaRevhi. VaRevhi vachava vangu ini Tenzi. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona45 “Zvino panzvimbo yamatangwe avaIsiraeri, nditsaurire vaRevhi. Panzvimbowo yamatangwe ezvipfuwo zvavo, nditsaurire matangwe ezvipfuwo zvavaRevhi. VaRevhi vachava vangu ini Tenzi. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi45 “Tora vaRevhi pachinzvimbo chamatangwe ose eIsraeri, uye zvipfuwo zvavaRevhi pachinzvimbo chezvipfuwo zvavo. VaRevhi vanofanira kuva vangu. Ndini Jehovha. See the chapter |