Numeri 3:3 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika3 Aya ndiwo mazita avana vaAroni vakagadzwa upristi vachiita zvokuzodzwa mafuta. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)3 Ndiwo mazita aʋanakomana ʋaAroni, ʋaprista ʋakazodzwa, ʋaakagadza kuti ʋashumire paɓasa roʋuprista. See the chapterShona Bible 1949 revised 20023 Ndiwo mazita avanakomana vaAroni, vapristi vakazodzwa, vaakagadza kuti vashumire pabasa roupristi. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika3 Aya ndiwo mazita avana vaAroni vakagadzwa upristi vachiita zvokuzodzwa mafuta. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona3 Aya ndiwo mazita avana vaAroni vakagadzwa upristi vachiita zvokuzodzwa mafuta. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi3 Ndiwo akanga ari mazita avanakomana vaAroni, ivo vaprista vakazodzwa, vakanga vagadzwa kuti vashumire savaprista. See the chapter |