Numeri 3:24 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika24 Eriasafu mwanakomana waRaeri anenge ari mutungamiriri wemhuri yaGerishoni. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)24 Eriasafi, mŋanakomana waRaeri, ndiye unofanira kuʋa mucinda weimba yamadziɓaɓa aʋaGershoni. See the chapterShona Bible 1949 revised 200224 Eriasafi, mwanakomana waRaeri, ndiye anofanira kuva muchinda weimba yamadzibaba avaGeshoni. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika24 Eriasafu mwanakomana waRaeri anenge ari mutungamiriri wemhuri yaGerishoni. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona24 Eriasafu mwanakomana waRaeri anenge ari mutungamiriri wemhuri yaGerishoni. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi24 Mutungamiri wemhuri yavaGerishoni akanga ari Eriasafi mwanakomana waRaeri. See the chapter |