Numeri 3:22 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika22 Uwandi hwavanhurume vavo vakaverengwa vaye kubvira parusvava runo mwedzi mumwechete zvichikwira, vaisvika zviuru zvinomwe zvina mazana mashanu. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)22 Ʋakaʋereŋgwa kwaʋari, ʋari ʋarume ʋose ʋakaʋereŋgwa ʋomŋedzi mumŋe naʋanopfuʋura, ʋakaȿika ɀuru ɀinomŋe namazana mashanu. See the chapterShona Bible 1949 revised 200222 Vakaverengwa kwavari, vari varume vose vakaverengwa vomwedzi mumwe navanopfuura, vakasvika zviuru zvinomwe namazana mashanu. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika22 Uwandi hwavanhurume vavo vakaverengwa vaye kubvira parusvava runo mwedzi mumwechete zvichikwira, vaisvika zviuru zvinomwe zvina mazana mashanu. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona22 Uwandi hwavanhurume vavo vakaverengwa vaye kubvira parusvava runo mwedzi mumwechete zvichikwira, vaisvika zviuru zvinomwe zvina mazana mashanu. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi22 Kuwanda kwavanhurume vose vaiva nomwedzi mumwe chete kana kupfuura pakuberekwa kwaisvika zviuru zvinomwe, namazana mashanu. See the chapter |