Numeri 29:34 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika34 Piraiwo gotora romupiro wokupfupira zvitadzo muchiwedzera pamupiro wokupisa unogaroitwa pamwechete nomupiro wawo wembesanwa nomupiro wawo wezvokunwa. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)34 nenhoŋgo imŋe yembudzi, ciʋe cipiriso ceɀiʋi; kunze kwecipiriso cinopiswa ŋguʋa dzose, necipiriso caco coʋupfu, necipiriso caco cinoɗururwa. See the chapterShona Bible 1949 revised 200234 nenhongo imwe yembudzi, chive chipiriso chezvivi; kunze kwechipiriso chinopiswa nguva dzose, nechipiriso chacho choupfu, nechipiriso chacho chinodururwa. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika34 Piraiwo gotora romupiro wokupfupira zvitadzo muchiwedzera pamupiro wokupisa unogaroitwa pamwechete nomupiro wawo wembesanwa nomupiro wawo wezvokunwa. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona34 Piraiwo gotora romupiro wokupfupira zvitadzo muchiwedzera pamupiro wokupisa unogaroitwa pamwechete nomupiro wawo wembesanwa nomupiro wawo wezvokunwa. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi34 Muisewo nhongo yembudzi imwe chete sechipiriso chechivi, muchipamhidzira kuchipiriso chinopiswa chamazuva ose pamwe chete nechipiriso chacho chezviyo uye chipiriso chokunwa. See the chapter |