Numeri 29:32 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika32 “Pazuva rechinomwe pirai handira dzichiri duku nomwe, nehondohwe mbiri, nehwayana hono dzine gore rimwechete, gumi neina dzisina chinoshoreka. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)32 Nezuʋa recinomŋe munofanira kuʋuya nenzombe ɗuku nomŋe, namakondobge maʋiri, namakwaiana amakondobge anegumi namanna egore rimŋe, asina‐kuremara; See the chapterShona Bible 1949 revised 200232 Nezuva rechinomwe munofanira kuuya nenzombe duku nomwe, namakondohwe maviri, namakwayana amakondohwe ane gumi namana egore rimwe, asina kuremara; See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika32 “Pazuva rechinomwe pirai handira dzichiri duku nomwe, nehondohwe mbiri, nehwayana hono dzine gore rimwechete, gumi neina dzisina chinoshoreka. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona32 “Pazuva rechinomwe pirai handira dzichiri duku nomwe, nehondohwe mbiri, nehwayana hono dzine gore rimwechete, gumi neina dzisina chinoshoreka. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi32 “ ‘Pazuva rechinomwe, mugadzire hando nomwe, makondobwe maviri uye makwayana makono gumi namana egore rimwe chete, zvose zvisina kuremara. See the chapter |