Numeri 27:13 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika13 Kana waiona uchaendawo kune hama dzako vachakabvu, sezvakaita mukoma wako Aroni. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)13 Ipapo kana waiʋona, newe ʋo ucasoŋganiswa naʋanhu ʋako, seɀakasoŋganiswa mukuru wako Aroni; See the chapterShona Bible 1949 revised 200213 Ipapo kana waiona, newewo uchasanganiswa navanhu vako, sezvakasanganiswa mukuru wako Aroni; See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika13 Kana waiona uchaendawo kune hama dzako vachakabvu, sezvakaita mukoma wako Aroni. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona13 Kana waiona uchaendawo kune hama dzako vachakabvu, sezvakaita mukoma wako Aroni. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi13 Mushure mokunge waona, newewo uchasanganiswa navanhu vokwako, sezvakaita Aroni mukoma wako, See the chapter |