Numeri 27:10 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika10 Kana asina vakoma kana vanun'una, nhaka yake ngaipiwe vakoma kana vanun'una vababa vake. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)10 Kana asinaʋakuru kana ʋanuŋuna, munofanira kupa ʋakuru kana ʋanuŋuna ʋaɓaɓa ʋake nhaka yake. See the chapterShona Bible 1949 revised 200210 Kana asina vakuru kana vanun’una, munofanira kupa vakuru kana vanun’una vababa vake nhaka yake. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika10 Kana asina vakoma kana vanun'una, nhaka yake ngaipiwe vakoma kana vanun'una vababa vake. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona10 Kana asina vakoma kana vanun'una, nhaka yake ngaipiwe vakoma kana vanun'una vababa vake. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi10 Kana asina madzikoma kana vanunʼuna, mupe nhaka yake kuvanunʼuna kana madzikoma ababa vake. See the chapter |