Online Bible

- Advertisements -




Numeri 26:58 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

58 Mhuri dzomudzinza rokwaRevhi dzaiva mhuri yokwaRibhini, nemhuri yokwaHebhuroni, nemhuri yokwaMaari nemhuri yokwaMushi nemhuri yaKora. Kohati aiva baba vaAmuramu.

See the chapter Copy

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

58 Ndidzo mhuri dzaʋaRevi: Mhuri yaʋaRibni, nemhuri yaʋaHebroni, nemhuri yaʋaMari, nemhuri yaʋaMushi, nemhuri yaʋaKora. Kohati akaɓereka Amrami.

See the chapter Copy

Shona Bible 1949 revised 2002

58 Ndidzo mhuri dzavaRevhi: Mhuri yavaRibhini, nemhuri yavaHebhuroni, nemhuri yavaMari, nemhuri yavaMushi, nemhuri yavaKora. Kohati akabereka Amuramu.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

58 Mhuri dzomudzinza rokwaRevhi dzaiva mhuri yokwaRibhini, nemhuri yokwaHebhuroni, nemhuri yokwaMaari nemhuri yokwaMushi nemhuri yaKora. Kohati aiva baba vaAmuramu.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona

58 Mhuri dzomudzinza rokwaRevhi dzaiva mhuri yokwaRibhini, nemhuri yokwaHebhuroni, nemhuri yokwaMaari nemhuri yokwaMushi nemhuri yaKora. Kohati aiva baba vaAmuramu.

See the chapter Copy

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

58 Ava ndivo vakanga vari mhuri dzaRevhi: mhuri yavaRibhini, mhuri yavaHebhuroni, mhuri yavaMari, mhuri yavaMushi, mhuri yavaKora. (Kohati akanga ari baba vaAmurami;

See the chapter Copy




Numeri 26:58

Follow us:

Advertisements


Advertisements