Numeri 26:40 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika40 Vanakomana vaBhera ndiAridhi naNaamani. Mhuri yakwaAridhi tateguru wayo ndiAridhi, mhuri yokwaNaamani tateguru wayo ndiNaamani. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)40 Ndiʋo ʋanakomana ʋaBera: Ardi naNamani; kunaArdi kwakabva mhuri yaʋaArdi; naNamani, kwakabva mhuri yaʋaNamani. See the chapterShona Bible 1949 revised 200240 Ndivo vanakomana vaBhera: Aridhi naNamani; kuna Aridhi kwakabva mhuri yavaAridhi; naNamani, kwakabva mhuri yavaNamani. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika40 Vanakomana vaBhera ndiAridhi naNaamani. Mhuri yakwaAridhi tateguru wayo ndiAridhi, mhuri yokwaNaamani tateguru wayo ndiNaamani. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona40 Vanakomana vaBhera ndiAridhi naNaamani. Mhuri yakwaAridhi tateguru wayo ndiAridhi, mhuri yokwaNaamani tateguru wayo ndiNaamani. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi40 Zvizvarwa zvaBhera kubudikidza naAradhi naNaamani zvaiva: Aradhi, kwakabva mhuri yavaAradhi; Naamani, kwakabva mhuri yavaNaamani. See the chapter |