Online Bible

- Advertisements -

Numeri 26:10 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

10 Ndipo pakashama nyika muromo wayo ikavamedza pamwechete naKora neboka rake, pakaparadzwa varume mazana maviri anamakumi mashanu, chikava chiratidzo chokuyambira vanhu.

See the chapter Copy

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

10 nyika ikashamisa muromo wayo, ikaʋamedza pamŋe cete naKora musi wakafa ɓoka iro; ŋguʋa iyo mŋoto ukaparadza ʋarume ʋanamazana maʋiri namakumi mashanu, ʋakaitwa ciratidzo.

See the chapter Copy

Shona Bible 1949 revised 2002

10 nyika ikashamisa muromo wayo, ikavamedza pamwechete naKora musi wakafa boka iro; nguva iyo moto ukaparadza varume vana mazana maviri namakumi mashanu, vakaitwa chiratidzo.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

10 Ndipo pakashama nyika muromo wayo ikavamedza pamwechete naKora neboka rake, pakaparadzwa varume mazana maviri anamakumi mashanu, chikava chiratidzo chokuyambira vanhu.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona

10 Ndipo pakashama nyika muromo wayo ikavamedza pamwechete naKora neboka rake, pakaparadzwa varume mazana maviri anamakumi mashanu, chikava chiratidzo chokuyambira vanhu.

See the chapter Copy

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

10 Nyika yakashamisa muromo wayo ikavamedza pamwe chete naKora, boka iroro parakafa, moto pawakaparadza varume mazana maviri namakumi mashanu. Uye ivo vakava chiratidzo cheyambiro.

See the chapter Copy

Numeri 26:10

Follow us:

Advertisements

Advertisements