Numeri 25:15 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika15 Zita romukadzi wechiMidhiani akaurayiwa uya ainzi Kazibhi, aiva mukunda waZuri akanga ari mukuru wedzinza rimwe ravaMidhiani. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)15 Zita romukadzi muMidiani wakaʋurawa, rakaŋga riri Kozbi, mŋanasikana waZuri; iye wakaŋga ari mukuru waʋanhu weimba yamadziɓaɓa paʋaMidiani. See the chapterShona Bible 1949 revised 200215 Zita romukadzi muMidhiani akaurawa, rakanga riri Kozibhi, mwanasikana waZuri; iye akanga ari mukuru wavanhu weimba yamadzibaba pavaMidhiani. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika15 Zita romukadzi wechiMidhiani akaurayiwa uya ainzi Kazibhi, aiva mukunda waZuri akanga ari mukuru wedzinza rimwe ravaMidhiani. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona15 Zita romukadzi wechiMidhiani akaurayiwa uya ainzi Kazibhi, aiva mukunda waZuri akanga ari mukuru wedzinza rimwe ravaMidhiani. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi15 Uye zita romukadzi muMidhiani akaurayiwa rakanga richinzi Kozibhi, mwanasikana waZuri, mukuru weimwe mhuri yavaMidhiani. See the chapter |