Numeri 24:11 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika11 Zvino chitiza, dzokera kumusha kwako. Ndakamboti ndichakupa mubairo, asi Tenzi akunyimisa mubairo wacho.” See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)11 Naiɀoɀo ɀino citiza hako kunɀimbo yako; nokuti ndakati ndicakukudza kwaɀo; asi tarira, Jehova wadziʋisa kukudzwa kwako. See the chapterShona Bible 1949 revised 200211 Naizvozvo zvino chitiza hako kunzvimbo yako; nokuti ndakati ndichakukudza kwazvo; asi tarira, Jehovha adzivisa kukudzwa kwako.” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika11 Zvino chitiza, dzokera kumusha kwako. Ndakamboti ndichakupa mubairo, asi Tenzi akunyimisa mubairo wacho.” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona11 Zvino chitiza, dzokera kumusha kwako. Ndakamboti ndichakupa mubairo, asi Tenzi akunyimisa mubairo wacho.” See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi11 Zvino chibva izvozvi uende kwako! Ndakati ndichakupa mubayiro wakaisvonaka, asi Jehovha akudzivisa kuti upiwe mubayiro.” See the chapter |