Numeri 23:26 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika26 Asi Bhiriamu akati, “Handina kukuudzai here kuti zvose zvandinenge ndaudzwa naTenzi ndizvo zvandichaita?” See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)26 Asi Barami wakapindura, akati kunaBaraki: Handina‐kukuʋudza here, ndikati: Ɀose ɀinotaurwa naJehova, ndiɀo ɀandinofanira kuita? See the chapterShona Bible 1949 revised 200226 Asi Bharamu akapindura, akati kuna Bharaki, “Handina kukuudza here, ndikati, ‘Zvose zvinotaurwa naJehovha, ndizvo zvandinofanira kuita?’ ” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika26 Asi Bhiriamu akati, “Handina kukuudzai here kuti zvose zvandinenge ndaudzwa naTenzi ndizvo zvandichaita?” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona26 Asi Bhiriamu akati, “Handina kukuudzai here kuti zvose zvandinenge ndaudzwa naTenzi ndizvo zvandichaita?” See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi26 Asi Bharamu akapindura akati, “Handina kukuudza here kuti ndinofanira kuita zvose zvinotaurwa naJehovha?” See the chapter |