Online Bible

- Advertisements -

Numeri 23:17 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

17 Akadzokera kuna Bharaki kuya wanei achakangomira pane chibayiro chake chokupisa chiya aina machinda eMoabhu. Bharaki akati kwaari, “Zvanzi kudii naTenzi?”

See the chapter Copy

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

17 Iye akaenda kwaari, akamuwana amire pacipiriso cake cinopiswa, macinda aMoabi anaye. Baraki akati kwaari: Jehova wakataureiko?

See the chapter Copy

Shona Bible 1949 revised 2002

17 Iye akaenda kwaari, akamuwana amire pachipiriso chake chinopiswa, machinda aMoabhu anaye. Bharaki akati kwaari, “Jehovha wakataureiko?”

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

17 Akadzokera kuna Bharaki kuya wanei achakangomira pane chibayiro chake chokupisa chiya aina machinda eMoabhu. Bharaki akati kwaari, “Zvanzi kudii naTenzi?”

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona

17 Akadzokera kuna Bharaki kuya wanei achakangomira pane chibayiro chake chokupisa chiya aina machinda eMoabhu. Bharaki akati kwaari, “Zvanzi kudii naTenzi?”

See the chapter Copy

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

17 Saka akadzokera kwaari akamuwana amire parutivi rwechipiriso chake, ana machinda eMoabhu. Bharaki akamubvunza akati, “Jehovha ati kudiniko?”

See the chapter Copy

Numeri 23:17

Follow us:

Advertisements

Advertisements