Online Bible

- Advertisements -

Numeri 23:11 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

11 Bharaki ndokutaurira Bhiriamu achiti, “Ko chiiko chawandiitira ichi? Ndakakuunza kuti uzorengerera rushambwa vavengi vangu, asi iwe watonyatsovakomborera zvako!”

See the chapter Copy

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

11 Ɀino Baraki akati kunaBarami: Wandiiteiko? Ndandokutora kuti utuke ʋaʋeŋgi ʋaŋgu; tarira, waramba uciŋgoʋaropafadza.

See the chapter Copy

Shona Bible 1949 revised 2002

11 Zvino Bharaki akati kuna Bharamu, “Wandiiteiko? Ndanokutora kuti utuke vavengi vangu; tarira, waramba uchingovaropafadza.”

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

11 Bharaki ndokutaurira Bhiriamu achiti, “Ko chiiko chawandiitira ichi? Ndakakuunza kuti uzorengerera rushambwa vavengi vangu, asi iwe watonyatsovakomborera zvako!”

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona

11 Bharaki ndokutaurira Bhiriamu achiti, “Ko chiiko chawandiitira ichi? Ndakakuunza kuti uzorengerera rushambwa vavengi vangu, asi iwe watonyatsovakomborera zvako!”

See the chapter Copy

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

11 Bharaki akati kuna Bharamu, “Waiteiko kwandiri? Ndakakutora kuti uzotuka vavengi vangu, asi hauna chinhu chawaita asi kutovaropafadza!”

See the chapter Copy

Numeri 23:11

Follow us:

Advertisements

Advertisements