Online Bible

- Advertisements -

Numeri 22:37 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

37 Bharaki akati kuna Bhiriamu, “Ko inga ndakakutumirai nhume kuzokudaidzai wani, makaregererei kuuya? Chokwadi handikwanisi here ini kukupai mubairo?”

See the chapter Copy

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

37 Ɀino Baraki akati kunaBarami: Ko handina‐kutuma nhume kwauri nomŋoyo wose, ndicikuɗana here? Wakaregereiko kuʋuya kwandiri? Ko handigoni kukukudza here?

See the chapter Copy

Shona Bible 1949 revised 2002

37 Zvino Bharaki akati kuna Bharamu, “Ko handina kutuma nhume kwauri nomwoyo wose, ndichikudana here? Wakaregereiko kuuya kwandiri? Ko handigoni kukukudza here?”

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

37 Bharaki akati kuna Bhiriamu, “Ko inga ndakakutumirai nhume kuzokudaidzai wani, makaregererei kuuya? Chokwadi handikwanisi here ini kukupai mubairo?”

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona

37 Bharaki akati kuna Bhiriamu, “Ko inga ndakakutumirai nhume kuzokudaidzai wani, makaregererei kuuya? Chokwadi handikwanisi here ini kukupai mubairo?”

See the chapter Copy

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

37 Bharaki akati kuna Bharamu, “Handina kukudana nokukurumidza here? Seiko usina kuuya kwandiri? Ini handigoni kukupa mubayiro here?”

See the chapter Copy

Numeri 22:37

Follow us:

Advertisements

Advertisements