Numeri 22:33 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika33 Asi dhongi randiona rikandinyenyeredza katatu kose. Dai risina kundinyenyeredza ndingadai ndatokuuraya iro ndarirega riri benyu. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)33 Mboŋgoro yakandiʋona, ikatsauka pamberi paŋgu katatu; ɗai isinakutsauka pamberi paŋgu, ɀirokwaɀo ndiŋgaɗai ndakuʋuraya iwe, ndikairaramisa iyo. See the chapterShona Bible 1949 revised 200233 Mbongoro yakandiona, ikatsauka pamberi pangu katatu; dai isina kutsauka pamberi pangu, zvirokwazvo ndingadai ndakuuraya iwe, ndikairaramisa iyo.” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika33 Asi dhongi randiona rikandinyenyeredza katatu kose. Dai risina kundinyenyeredza ndingadai ndatokuuraya iro ndarirega riri benyu. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona33 Asi dhongi randiona rikandinyenyeredza katatu kose. Dai risina kundinyenyeredza ndingadai ndatokuuraya iro ndarirega riri benyu. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi33 Mbongoro yandiona ikatsauka ichibva pandiri katatu aka kose. Dai isina kutsauka, zvirokwazvo ndingadai ndakuuraya izvozvi, asi iyo ndairaramisa.” See the chapter |