Online Bible

- Advertisements -

Numeri 22:2 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

2 Ipapo Bharaki mwana waZipori mambo weMoabhu akaona zvakanga zvaitwa navaIsiraeri kuvaAmori,

See the chapter Copy

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

2 Ɀino Baraki, mŋanakomana waZipori, wakaŋga aʋona ɀose ɀakaitirwa ʋaAmori naʋaIsraeri.

See the chapter Copy

Shona Bible 1949 revised 2002

2 Zvino Bharaki, mwanakomana waZipori, akanga aona zvose zvakaitirwa vaAmori navaIsiraeri.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

2 Ipapo Bharaki mwana waZipori mambo weMoabhu akaona zvakanga zvaitwa navaIsiraeri kuvaAmori,

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona

2 Ipapo Bharaki mwana waZipori mambo weMoabhu akaona zvakanga zvaitwa navaIsiraeri kuvaAmori,

See the chapter Copy

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

2 Zvino Bharaki mwanakomana waZipori akaona zvose zvakanga zvaitwa navaIsraeri kuvaAmori,

See the chapter Copy

Numeri 22:2

Follow us:

Advertisements

Advertisements