Numeri 22:17 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika17 nokuti ndichakupai mubairo mukuru kwazvo. Chero chamunoreva ndichachiita. Saka chiuyai zvenyu muzondirengererera rushambwa vanhu ava.” See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)17 nokuti ndicakukudza ɀikuru kwaɀo, ɀose ɀaunondiraira ndicaɀiita; naiɀoɀo ɗoʋuya hako unditukire ʋanhu aʋa. See the chapterShona Bible 1949 revised 200217 nokuti ndichakukudza zvikuru kwazvo, zvose zvaunondiraira ndichazviita; naizvozvo douya hako unditukire vanhu ava.’ ” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika17 nokuti ndichakupai mubairo mukuru kwazvo. Chero chamunoreva ndichachiita. Saka chiuyai zvenyu muzondirengererera rushambwa vanhu ava.” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona17 nokuti ndichakupai mubairo mukuru kwazvo. Chero chamunoreva ndichachiita. Saka chiuyai zvenyu muzondirengererera rushambwa vanhu ava.” See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi17 nokuti ndichakupa mubayiro wakanaka kwazvo uye ndichaita zvose zvaunoreva. Uya unditukire vanhu ava.” See the chapter |