Numeri 20:24 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika24 “Nguva yokuti Aroni afe, achienda kune vamwe vake vachakabvu yasvika. Haasiri kuzopinda munyika yandakapa vaIsiraeri nokuti makapikisana nezvandakareva paMeribha. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)24 Aroni ucasoŋganiswa naʋanhu ʋake, nokuti haaŋgapindi munyika yandakapa ʋana ʋaIsraeri, nokuti makaramba shoko raŋgu pamvura yeMeriba. See the chapterShona Bible 1949 revised 200224 “Aroni uchasanganiswa navanhu vake, nokuti haangapindi munyika yandakapa vana vaIsiraeri, nokuti makaramba shoko rangu pamvura yeMeribha. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika24 “Nguva yokuti Aroni afe, achienda kune vamwe vake vachakabvu yasvika. Haasiri kuzopinda munyika yandakapa vaIsiraeri nokuti makapikisana nezvandakareva paMeribha. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona24 “Nguva yokuti Aroni afe, achienda kune vamwe vake vachakabvu yasvika. Haasiri kuzopinda munyika yandakapa vaIsiraeri nokuti makapikisana nezvandakareva paMeribha. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi24 “Aroni achachengetwa kuvanhu vokwake. Haangapindi munyika yandakapa vaIsraeri, nokuti mose muri vaviri makamukira murayiro wangu pamvura yepaMeribha. See the chapter |