Numeri 20:22 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika22 Chita chose chavaIsiraeri chakasimuka paKadheshi, chikandosvika pagomo reHoru. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)22 Ɀino ʋakasimuka paKadeshi, ʋana ʋaIsraeri, iyo ʋuŋgano yose, ʋakaȿika pagomo reHori. See the chapterShona Bible 1949 revised 200222 Zvino vakasimuka paKadheshi, vana vaIsiraeri, iyo ungano yose, vakasvika pagomo reHori. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika22 Chita chose chavaIsiraeri chakasimuka paKadheshi, chikandosvika pagomo reHoru. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona22 Chita chose chavaIsiraeri chakasimuka paKadheshi, chikandosvika pagomo reHoru. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi22 Ungano yose yeIsraeri yakasimuka kubva kuKadheshi uye vakasvika paGomo reHori. See the chapter |