Online Bible

- Advertisements -

Numeri 20:10 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

10 Mosesi naAroni vakaunganidza vanhu kudombo riya ndokuvati, “Chinzwai mhandupandu dzavanhu, imi! Ko tokubudisirai mvura padombo iri here?”

See the chapter Copy

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

10 Mosesi naAroni ʋakaʋuŋganidza ʋuŋgano pamberi peɗombo, akati kwaʋari: Ɀino, cinzwai, imi ʋokumukira Jehova, ko tiŋgakuɓuɗisirai mvura paɗombo iri here?

See the chapter Copy

Shona Bible 1949 revised 2002

10 Mosesi naAroni vakaunganidza ungano pamberi pedombo, akati kwavari, “Zvino, chinzwai, imi vokumukira Jehovha, ko tingakubudisirai mvura padombo iri here?”

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

10 Mosesi naAroni vakaunganidza vanhu kudombo riya ndokuvati, “Chinzwai mhandupandu dzavanhu, imi! Ko tokubudisirai mvura padombo iri here?”

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona

10 Mosesi naAroni vakaunganidza vanhu kudombo riya ndokuvati, “Chinzwai mhandupandu dzavanhu, imi! Ko tokubudisirai mvura padombo iri here?”

See the chapter Copy

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

10 Iye naAroni vakaunganidza ungano pamwe chete pamberi pedombo, Mozisi akati kwavari, “Teererai imi vokumukira, tinofanira kukubudisirai mvura padombo iri here?”

See the chapter Copy

Numeri 20:10

Follow us:

Advertisements

Advertisements