Numeri 2:27 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika27 Vachadzika matendhe avo pedyo naye ndevedzinza raAsheri. Mutungamiriri wedzinza raAsheri iri anenge ari Pagieri mwanakomana waOkirani. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)27 Rudzi rwaAsheri ndiʋo ʋanofanira kudzika kurutiʋi rwaʋo; Pagieri, mŋanakomana waOkrani, ndiye unofanira kuʋa mucinda waʋana ʋaAsheri. See the chapterShona Bible 1949 revised 200227 Rudzi rwaAsheri ndivo vanofanira kudzika kurutivi rwavo; Pagieri, mwanakomana waOkirani, ndiye anofanira kuva muchinda wavana vaAsheri. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika27 Vachadzika matendhe avo pedyo naye ndevedzinza raAsheri. Mutungamiriri wedzinza raAsheri iri anenge ari Pagieri mwanakomana waOkirani. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona27 Vachadzika matendhe avo pedyo naye ndevedzinza raAsheri. Mutungamiriri wedzinza raAsheri iri anenge ari Pagieri mwanakomana waOkirani. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi27 Rudzi rwaAsheri ruchadzika misasa pedyo navo. Mutungamiri wavanhu vokwaAsheri ndiPagieri mwanakomana waOkerani. See the chapter |