Numeri 2:12 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika12 Vachadzika matendhe avo pedyo naye ndevedzinza raSimeoni. Mutungamiriri wedzinza raSimeoni anenge ari Sherumieri, mwanakomana waZurishadhai. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)12 Rudzi rwaSimeoni ndiʋo ʋanofanira kudzika kurutiʋi rwake; Sherumieri, mŋanakomana waZurishadai, ndiye unofanira kuʋa mucinda waʋana ʋaSimeoni. See the chapterShona Bible 1949 revised 200212 Rudzi rwaSimeoni ndivo vanofanira kudzika kurutivi rwake; Sherumieri, mwanakomana waZurishadhai, ndiye anofanira kuva muchinda wavana vaSimeoni. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika12 Vachadzika matendhe avo pedyo naye ndevedzinza raSimeoni. Mutungamiriri wedzinza raSimeoni anenge ari Sherumieri, mwanakomana waZurishadhai. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona12 Vachadzika matendhe avo pedyo naye ndevedzinza raSimeoni. Mutungamiriri wedzinza raSimeoni anenge ari Sherumieri, mwanakomana waZurishadhai. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi12 Rudzi rwaSimeoni ruchavaka misasa pedyo navo. Mutungamiri wavanhu vokwaSimeoni ndiSharumiri mwanakomana waZurishadhai. See the chapter |