Online Bible

- Advertisements -

Numeri 19:13 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

13 Ani naani anobata chero chitunha chomunhu asingazozvinatsi anon'oresa tendhe raTenzi rinoera. Munhu iyeyo ngaachekaniswe ukama navaIsiraeri. Acharamba akan'ora nokuti haana kusaswa nemvura yokuchenurisa.

See the chapter Copy

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

13 Aninani unoɓata wakafa, ciri citunha comunhu upi noupi wakafa, akasaɀinatsa, unoȿiɓisa tabernakeri yaJehova; munhu uyo unofanira kubviswa pakati paʋaIsraeri; mvura inonatsa ɀaisinakusaswa pamsoro pake, unofanira kuʋa usina‐kunaka; tȿina yake iciri kwaari.

See the chapter Copy

Shona Bible 1949 revised 2002

13 Ani naani anobata akafa, chiri chitunha chomunhu upi noupi akafa, akasazvinatsa, anosvibisa tabhenakeri yaJehovha; munhu uyo anofanira kubviswa pakati pavaIsiraeri; mvura inonatsa zvaisina kusaswa pamusoro pake, anofanira kuva asina kunaka; tsvina yake ichiri kwaari.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

13 Ani naani anobata chero chitunha chomunhu asingazozvinatsi anon'oresa tendhe raTenzi rinoera. Munhu iyeyo ngaachekaniswe ukama navaIsiraeri. Acharamba akan'ora nokuti haana kusaswa nemvura yokuchenurisa.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona

13 Ani naani anobata chero chitunha chomunhu asingazozvinatsi anon'oresa tendhe raTenzi rinoera. Munhu iyeyo ngaachekaniswe ukama navaIsiraeri. Acharamba akan'ora nokuti haana kusaswa nemvura yokuchenurisa.

See the chapter Copy

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

13 Ani naani anobata chitunha chaani zvake akasazvinatsa anosvibisa tabhenakeri yaJehovha. Munhu uyu anofanira kubviswa pakati pavaIsraeri. Nokuti mvura yokunatsa haina kumbosaswa pamusoro pake, haana kuchena; kusachena kwake kucharamba kuri paari.

See the chapter Copy

Numeri 19:13

Follow us:

Advertisements

Advertisements