Numeri 18:20 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika20 Tenzi akati kuna Aroni, “Iwe hauwani nhaka munyika yavaIsiraeri kana kupiwa mugove pakati pavo. Ini ndini mugove wako nenhaka yako muvaIsiraeri. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)20 Ɀino Jehova akati kunaAroni: Iwe hauŋgaʋi nenhaka panyika yaʋo, hauŋgaʋi nomugoʋe pakati paʋo; ini ndiri mugoʋe wako nenhaka yako pakati paʋana ʋaIsraeri. See the chapterShona Bible 1949 revised 200220 Zvino Jehovha akati kuna Aroni, “Iwe haungavi nenhaka panyika yavo, haungavi nomugove pakati pavo; ini ndiri mugove wako nenhaka yako pakati pavana vaIsiraeri. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika20 Tenzi akati kuna Aroni, “Iwe hauwani nhaka munyika yavaIsiraeri kana kupiwa mugove pakati pavo. Ini ndini mugove wako nenhaka yako muvaIsiraeri. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona20 Tenzi akati kuna Aroni, “Iwe hauwani nhaka munyika yavaIsiraeri kana kupiwa mugove pakati pavo. Ini ndini mugove wako nenhaka yako muvaIsiraeri. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi20 Jehovha akati kuna Aroni, “Iwe haungawani nhaka munyika mavo, uye haungavi nomugove nenhaka pakati pavaIsraeri. See the chapter |