Online Bible

- Advertisements -

Numeri 18:13 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

13 Zvose zvinotanga kuibva zvomuminda yavo zvavanopa Tenzi ndezvako. Munhu wose anenge asina kun'ora wemhuri yako anobvumirwa kuzvidya.

See the chapter Copy

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

13 Ɀiɓereko ɀitȿa ɀose ɀeɀose ɀiri munyika yaʋo, ɀaʋanoʋuya naɀo kunaJehova, ɀinofanira kuʋa ɀako; mumŋe nomumŋe wakanaka mumba mako uŋgaɀidya.

See the chapter Copy

Shona Bible 1949 revised 2002

13 Zvibereko zvitsva zvose nezvose zviri munyika yavo, zvavanouya nazvo kuna Jehovha, zvinofanira kuva zvako; mumwe nomumwe akanaka mumba mako angazvidya.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

13 Zvose zvinotanga kuibva zvomuminda yavo zvavanopa Tenzi ndezvako. Munhu wose anenge asina kun'ora wemhuri yako anobvumirwa kuzvidya.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona

13 Zvose zvinotanga kuibva zvomuminda yavo zvavanopa Tenzi ndezvako. Munhu wose anenge asina kun'ora wemhuri yako anobvumirwa kuzvidya.

See the chapter Copy

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

13 Zvibereko zvose zvenyika zvavanovigira Jehovha zvichava zvako. Munhu wose weimba yako anenge akachena angazvidya.

See the chapter Copy

Numeri 18:13

Follow us:

Advertisements

Advertisements