Online Bible

- Advertisements -

Numeri 16:35 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

35 Ipapo moto wakabva kuna Tenzi ukaroromesa varume vaya vaikwana mazana maviri namakumi mashanu vakanga vauya kuzopira rusenzi.

See the chapter Copy

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

35 Ipapo mŋoto ukaɓuɗa kunaJehova, ukaparadza ʋarume aʋo ʋaiʋa namazana maʋiri namakumi mashanu, ʋakaŋga ʋacipisira ɀinonhuwira.

See the chapter Copy

Shona Bible 1949 revised 2002

35 Ipapo moto ukabuda kuna Jehovha, ukaparadza varume avo vaiva namazana maviri namakumi mashanu, vakanga vachipisira zvinonhuwira.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

35 Ipapo moto wakabva kuna Tenzi ukaroromesa varume vaya vaikwana mazana maviri namakumi mashanu vakanga vauya kuzopira rusenzi.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona

35 Ipapo moto wakabva kuna Tenzi ukaroromesa varume vaya vaikwana mazana maviri namakumi mashanu vakanga vauya kuzopira rusenzi.

See the chapter Copy

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

35 Ipapo moto wakabuda uchibva kuna Jehovha ukaparadza varume mazana maviri namakumi mashanu vakanga vachipisira zvinonhuhwira.

See the chapter Copy

Numeri 16:35

Follow us:

Advertisements

Advertisements