Numeri 16:15 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika15 Mosesi akashatirwa zvikuru akati kuna Tenzi, “Musaite hanya nomupiro wavanokupai. Ini handina kumbovatorera kunyange dhongi rimwechete zvaro, handina kana mumwechete wavo wandakakanganisira.” See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)15 Ipapo Mosesi akatsamŋa kwaɀo, akati kunaJehova: Musagamucira cipiriso caʋo; handina‐kuʋatorera mboŋgoro imŋe, handina‐kuitira mumŋe waʋo ɀakaipa. See the chapterShona Bible 1949 revised 200215 Ipapo Mosesi akatsamwa kwazvo, akati kuna Jehovha, “Musagamuchira chipiriso chavo; handina kuvatorera mbongoro imwe, handina kuitira mumwe wavo zvakaipa.” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika15 Mosesi akashatirwa zvikuru akati kuna Tenzi, “Musaite hanya nomupiro wavanokupai. Ini handina kumbovatorera kunyange dhongi rimwechete zvaro, handina kana mumwechete wavo wandakakanganisira.” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona15 Mosesi akashatirwa zvikuru akati kuna Tenzi, “Musaite hanya nomupiro wavanokupai. Ini handina kumbovatorera kunyange dhongi rimwechete zvaro, handina kana mumwechete wavo wandakakanganisira.” See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi15 Ipapo Mozisi akatsamwa zvikuru akati kuna Jehovha, “Musagamuchira chipiriso chavo. Handina kutovatorera kana mbongoro, uye handina kutadzira kana mumwe wavo.” See the chapter |