Numeri 15:34 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika34 Vakamubata vakamuchengetedza nokuti vakanga vasati vaziva kuti vangaitei naye. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)34 Ʋakamuisa mutoroŋgo, nokuti kwakaŋga kusina‐kurebga ɀaaifanira kuitirwa. See the chapterShona Bible 1949 revised 200234 Vakamuisa mutorongo, nokuti kwakanga kusina kurehwa zvaaifanira kuitirwa. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika34 Vakamubata vakamuchengetedza nokuti vakanga vasati vaziva kuti vangaitei naye. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona34 Vakamubata vakamuchengetedza nokuti vakanga vasati vaziva kuti vangaitei naye. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi34 uye vakamuchengeta mutorongo, nokuti vakanga vasingazivi zvaifanira kuitwa kwaari. See the chapter |