Numeri 15:28 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika28 Mupristi ngaapire mupiro kuna Tenzi wokuripira zvitadzo zvomunhu iyeyo. Munhu iyeyo anenge akakanganisa mukusaziva acharegererwa. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)28 Ɀino muprista unofanira kuyananisira munhu wakatadza, kana akaita ɀiʋi nokusaziʋa, pamberi paJehova, kuti amuyananisire, akaŋganwirwe. See the chapterShona Bible 1949 revised 200228 Zvino mupristi anofanira kuyananisira munhu akatadza, kana akaita zvivi nokusaziva, pamberi paJehovha, kuti amuyananisire, akanganwirwe. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika28 Mupristi ngaapire mupiro kuna Tenzi wokuripira zvitadzo zvomunhu iyeyo. Munhu iyeyo anenge akakanganisa mukusaziva acharegererwa. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona28 Mupristi ngaapire mupiro kuna Tenzi wokuripira zvitadzo zvomunhu iyeyo. Munhu iyeyo anenge akakanganisa mukusaziva acharegererwa. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi28 Muprista anofanira kuyananisira uyo akatadza pamberi paJehovha nokutadza nokusaziva, uye kana ayananisirwa, achakanganwirwa. See the chapter |