Numeri 14:34 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika34 Muchaona ndondo kwamakore makumi mana nokuti manditadzira. Handiti makapedza mazuva makumi mana muchisora nyika iyoyo? Saka zuva roga roga richava gore muchirangirwa zvitadzo zvenyu. Kwamakore makumi mana muchanyatsoziva kuti rushambwa rwokufuratirwa neni rwakaita sei. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)34 Samazuʋa amakaŋga mucishora nyika nawo, iwo mazuʋa anamakumi manna, saiɀoɀo mucaʋa nemhoȿa yokutadza kwenyu, zuʋa rimŋe nerimŋe ricaita gore rimŋe, ndiwo makore anamakumi manna, mugoziʋa kuti ndakakufuratirai. See the chapterShona Bible 1949 revised 200234 Samazuva amakanga muchishora nyika nawo, iwo mazuva ana makumi mana, saizvozvo muchava nemhosva yokutadza kwenyu, zuva rimwe nerimwe richaita gore rimwe, ndiwo makore ana makumi mana, mugoziva kuti ndakakufuratirai. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika34 Muchaona ndondo kwamakore makumi mana nokuti manditadzira. Handiti makapedza mazuva makumi mana muchisora nyika iyoyo? Saka zuva roga roga richava gore muchirangirwa zvitadzo zvenyu. Kwamakore makumi mana muchanyatsoziva kuti rushambwa rwokufuratirwa neni rwakaita sei. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona34 Muchaona ndondo kwamakore makumi mana nokuti manditadzira. Handiti makapedza mazuva makumi mana muchisora nyika iyoyo? Saka zuva roga roga richava gore muchirangirwa zvitadzo zvenyu. Kwamakore makumi mana muchanyatsoziva kuti rushambwa rwokufuratirwa neni rwakaita sei. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi34 Kwamakore makumi mana, gore richimirira zuva rimwe nerimwe ramazuva makumi mana amakasora nyika, muchatambudzika nokuda kwezvivi zvenyu uye muchaziva kuti zvinoita sei kuti ini ndirwe nemi.’ See the chapter |