Numeri 13:31 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika31 Varume vaya vakanga vaenda naye vakati, “Hatikwanisi kundomirisana navo nokuti vakasimba kupinda isu.” See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)31 Asi ʋamŋe ʋarume ʋakaŋga ʋakwira naye, ʋakati: Hatigoni kukwira kundorwa naʋanhu aʋo, nokuti ʋanotikurira nesimba. See the chapterShona Bible 1949 revised 200231 Asi vamwe varume vakanga vakwira naye, vakati, “Hatigoni kukwira kundorwa navanhu avo, nokuti vanotikurira nesimba.” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika31 Varume vaya vakanga vaenda naye vakati, “Hatikwanisi kundomirisana navo nokuti vakasimba kupinda isu.” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona31 Varume vaya vakanga vaenda naye vakati, “Hatikwanisi kundomirisana navo nokuti vakasimba kupinda isu.” See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi31 Asi varume vakanga vaenda naye vakati, “Hatigoni kurwisa vanhu ava; vakasimba kutipfuura isu.” See the chapter |