Numeri 13:2 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika2 “Tuma varume vanoenda kundosora nyika yeKanani, yandiri kupa vaIsiraeri. Padzinza rimwe nerimwe ravaIsiraeri tora mumwe wavatungamiriri vavo.” See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)2 Tuma ʋarume kuti ʋandoshora nyika yeKanani, yandicapa ʋana ʋaIsraeri; utume mumŋe worudzi rumŋe norumŋe rwamadziɓaɓa aʋo, ʋose ʋaʋe ʋakuru pakati paʋo. See the chapterShona Bible 1949 revised 20022 “Tuma varume kuti vandoshora nyika yeKenani, yandichapa vana vaIsiraeri; utume mumwe worudzi rumwe norumwe rwamadzibaba avo, vose vave vakuru pakati pavo.” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika2 “Tuma varume vanoenda kundosora nyika yeKanani, yandiri kupa vaIsiraeri. Padzinza rimwe nerimwe ravaIsiraeri tora mumwe wavatungamiriri vavo.” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona2 “Tuma varume vanoenda kundosora nyika yeKanani, yandiri kupa vaIsiraeri. Padzinza rimwe nerimwe ravaIsiraeri tora mumwe wavatungamiriri vavo.” See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi2 “Tuma vamwe varume kuti vandosora nyika yeKenani, yandiri kupa kuvaIsraeri. Tuma mutungamiri mumwe kubva kurudzi rumwe norumwe rwamadzitateguru avo.” See the chapter |