Numeri 13:17 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika17 Mosesi akavatuma kundosora nyika yeKanani akati kwavari, “Endai nokuNegevhu uko mukwire kunyika yamakomo. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)17 Mosesi akaʋatuma kundoshora nyika yeKanani, akati kwaʋari: Endai nenzira iyi yeZasi, mukwire mumakomo; See the chapterShona Bible 1949 revised 200217 Mosesi akavatuma kundosora nyika yeKenani, akati kwavari, “Endai nenzira iyi yeZasi, mukwire mumakomo; See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika17 Mosesi akavatuma kundosora nyika yeKanani akati kwavari, “Endai nokuNegevhu uko mukwire kunyika yamakomo. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona17 Mosesi akavatuma kundosora nyika yeKanani akati kwavari, “Endai nokuNegevhu uko mukwire kunyika yamakomo. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi17 Mozisi akati avatuma kundosora nyika yeKenani, akati kwavari, “Kwidzai mupinde nechokuNegevhi uye nomunyika yamakomo. See the chapter |